Matthew 26:48 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iye, wakamupandukira, wakaŋga aʋapa ciratidzo, aciti: Uyo wandicaȿeta, ndiye; mumuɓate.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino uya akamupandukira ainge avaudza chiratidzo achiti, “Uyo wandinotsvoda ndiye; mumusunge.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutengesi uya akanga avapa chiratidzo chokuti uyo wandinenge ndatsvoda ndiyeyo, mubatei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino iye, akamupandukira, akanga avapa chiratidzo, achiti, “Uyo wandichatsvoda, ndiye; mumubate.”
Shona 2009?
Zvino iye wakamutengesa wakavapa chiratidzo achiti: Uyo wandichasveta ndiye, mumubate.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino iye, akamupandukira, akanga avapa chiratidzo, achiti, “Uyo wandichatsvoda, ndiye; mumubate.”