Matthew 26:49 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakarepo akaȿika kunaJesu, akati: Kwaziwai, Rabi! Akamuȿeta ɀikuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Judhasi akaenda pakarepo kuna Jesu akati, “Kwaziwai, Rabhi!” uye akamutsvoda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Judhasi akabva auya pana Jesu akati, “Tikukwaziseika, Mudzidzisi,” akabva amutsvoda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakarepo akasvika kuna Jesu, akati, “Kwaziwai, Rabhi!” Akamutsvoda zvikuru.
Shona 2009?
Pakarepo akasvika kuna Jesu, akati: Hekanhi Mudzidzisi! Akamusveta.
Shona SUB 2002 Bible
Pakarepo akasvika kuna Jesu, akati, “Kwaziwai, Rabhi!” Akamutsvoda zvikuru.