Matthew 26:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋakati: Ɀirege kuitwa pamutambo, kuti kurege kuʋa neɓope pakati paʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati, “Asi kwete panguva yoMutambo nokuti pangaita bope pakati pavanhu.” namazana amadhora
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi vakati kwete pamazuva makuru nokuti pangadaro pakaita bongozozo pakati pavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vakati, “Zvirege kuitwa pamutambo, kuti kurege kuva nebope pakati pavanhu.”
Shona 2009?
Asi vakati: Kwete pamutambo, kuti kurege kuva nebope pakati pavanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vakati, “Zvirege kuitwa pamutambo, kuti kurege kuva nebope pakati pavanhu.”