Matthew 26:50 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaari: Shamŋari, ita ɀawaʋiŋga. Ipapo ʋakaʋuya, ʋakaisa maʋoko kunaJesu, ʋakamuɓata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akamupindura achiti, “Shamwari, ita zvawavinga.” Ipapo varume vakaswedera pedyo vakabata Jesu, vakamusunga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Shamwari, ingoita zvawavinga.” Vakabva vauya vakati Jesu dzvi kumubata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwaari, “Shamwari, ita zvawavinga.” Ipapo vakauya, vakaisa maoko kuna Jesu, vakamubata.
Shona 2009?
Jesu akati kwaari: Shamwari, wavingeiko?. Ipapo vakavuya vakaisa mavoko pana Jesu vakamubata.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwaari, “Shamwari, ita zvawavinga.” Ipapo vakauya, vakaisa maoko kuna Jesu, vakamubata.