Matthew 26:52 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu akati kwaari: Dzosera munondo wako mumuhara wawo, nokuti ʋose ʋanoɓata munondo, ʋacafa nomunondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jesu akati kwaari, “Dzorera munondo wako mumuhara mawo, nokuti vose vanovhomora munondo vachafa nomunondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akamuti, “Dzosera bakatwa rako panzvimbo paro nokuti vose vanoshandisa bakatwa vanofa nebakatwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akati kwaari, “Dzosera munondo wako muhara ravo, nokuti vose vanobata munondo, vachafa nomunondo.
Shona 2009?
Zvino Jesu akati kwaari: Dzosera munondo wako munzvimbo mawo nokuti vose vanobata munondo vanoparadzwa nomunondo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akati kwaari, “Dzosera munondo wako muhara ravo, nokuti vose vanobata munondo, vachafa nomunondo.