Matthew 26:53 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofuŋga here kuti handigoni kukumbira kunaƂaɓa ʋaŋgu, ʋakandipa ikoɀino ʋatumŋa ʋanopfuʋura mapoka makuru‐kuru anegumi namaʋiri?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unofunga kuti handigoni here kukumbira kuna Baba vangu, vakandipa iye zvino, vatumwa vanopfuura mapoka makumi gumi namaviri?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unofunga here kuti handikwanisi kukumbira Baba vangu, vachinditumira pakarepo zvikwata zvavatumwa zviuru gumi nezviviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofunga here kuti handigoni kukumbira kuna Baba vangu, vakandipa iko zvino vatumwa vanopfuura mapoka makuru-kuru ane gumi namaviri?
Shona 2009?
Unofunga here kuti handigoni kukumbira kuna Baba vangu vakandipa ikozvino mapoka avarwi anopfuvura makumi maviri?
Shona SUB 2002 Bible
Unofunga here kuti handigoni kukumbira kuna Baba vangu, vakandipa iko zvino vatumwa vanopfuura mapoka makuru–kuru ane gumi namaviri?