Matthew 26:56 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iɀi ɀose ɀaitwa kuti magwaro aʋaprofita aitike. Ɀino ʋadzidzi ʋose ʋakamusiya, ʋakatiza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi izvi zvose zvaitika kuti zvakanyorwa navaprofita zvizadziswe.” Ipapo vadzidzi vose vakamusiya uye vakatiza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi izvi zvaitika kuti Magwaro Matsvene avaporofita azadziswe.” Ipapo vadzidzi vose vakamusiya votiza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi izvi zvose zvaitwa kuti magwaro avaporofita azadziswe.” Zvino vadzidzi vose vakamusiya, vakatiza.
Shona 2009?
Asi izvi zvose zvaitwa, kuti magwaro avaporofita azadziswe. Zvino vadzidzi vose vakamusiya, vakatiza.
Shona SUB 2002 Bible
Asi izvi zvose zvaitwa kuti magwaro avaporofita azadziswe.” Zvino vadzidzi vose vakamusiya, vakatiza.