Matthew 26:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu wakati ari paBetania, mumba maSimoni wamaperembudzi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu paakanga ari muBhetani mumba momurume ainzi Simoni waMaperembudzi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu paakanga ari kuBhetania ari mumba maSimoni wamaperembudzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akati ari paBhetania, mumba maSimoni wamaperembudzi,
Shona 2009?
Zvino Jesu wakati ari paBhetaniya mumba maSimoni wamaperembudzi,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akati ari paBhetania, mumba maSimoni wamaperembudzi,