Matthew 26:60 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi haʋana‐kuwana, kunyaŋge ɀapupu ɀizhinji ɀenhema ɀakaʋuya. Pashure ɀiʋiri ɀakaȿika, ɀikati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi havana zvavakawana, kunyange zvazvo zvapupu zvenhema zvakauya pamberi. Pakupedzisira, vaviri vakauya
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi vakahushaya kunyange zvazvo vazhinji vakamupupurira zvenhema. Pokupedzisira vaviri vakauya mberi vakati,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi havana kuwana, kunyange zvapupu zvizhinji zvenhema zvakauya. Pashure zviviri zvakasvika, zvikati,
Shona 2009?
Asi havana ku\add vu\add*wana, kunyange zvapupu zvizhinji zvenhema zvakavuya. Pakupedzisira zviviri zvakasvika,
Shona SUB 2002 Bible
asi havana kuwana, kunyangwe zvapupu zvizhinji zvenhema zvakauya. Pashure zviviri zvakasvika, zvikati,