Matthew 26:61 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu uyu wakati: Ndinogona kuputsa tembere yaMŋari, ndikaiʋaka ɀe namazuʋa matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakati, “Munhu uyu akati, ‘Ndinogona kuputsa temberi yaMwari ndigoivakazve namazuva matatu.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munhu uyu akati ndinokwanisa kupaza Temberi yaMwari ndichiivaka namazuva matatu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Munhu uyu akati, ‘Ndinogona kuputsa temberi yaMwari, ndikaivakazve namazuva matatu.’ ”
Shona 2009?
zvikati: Munhu uyu wakati: Ndinogona kuputsa tembere yaMwari, nokuivakazve namazuva matatu.
Shona SUB 2002 Bible
“Munhu uyu akati, ‘Ndinogona kuputsa temberi yaMwari, ndikaivakazve namazuva matatu.’ ”