Matthew 26:68 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaciti: Profita, iwe Kristu, kuti ndiani wakuroʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vakati, “Profita kwatiri, Kristu. Ndiani akurova?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Porofitaka tinzwe nhai iwe Mesia kuti akurova ndiani.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachiti, “Fembera iwe Kristu, kuti ndiani akurova.”
Shona 2009?
vachiti: Porofita kwatiri, iwe Kristu, ndiani wakurova.
Shona SUB 2002 Bible
vachiti, “Fembera iwe Kristu, kuti ndiani akurova.”