Matthew 26:73 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Caʋa ciŋguʋa ʋakaŋga ʋamire’po ʋakaʋuya, ʋaciti kunaPetro: Ɀirokwaɀo, newe ʋo uri mumŋe waʋo, nokuti kutaura kwako kunokuziʋisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mechinguva, vaya vakanga vamirepo vakaenda kuna Petro vakasvikoti, “Zvechokwadi uri mumwe wavo nokuda kwamatauriro ako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwapera chinguvana, vakanga vamirepo vakauya vakati kuna Pita, “Zvechokwadi iwe uri mumwe wavo nokuti mutauriro wako unokubatisa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chava chinguva vaya vakanga vamirepo vakauya, vachiti kuna Petirosi, “Zvirokwazvo, newewo uri mumwe wavo, nokuti kutaura kwako kunoita kuti uzikanwe.”
Shona 2009?
Chava chinguva vakanga vamirepo vakavuya vakaswedera vachiti kunaPetro: Zvirokwazvo newevo uri wavo nokuti kutaura kwako kunokutengesa.
Shona SUB 2002 Bible
Chava chinguva vaya vakanga vamirepo vakauya, vachiti kuna Petirosi, “Zvirokwazvo, newewo uri mumwe wavo, nokuti kutaura kwako kunoita kuti uzikanwe.”