Matthew 26:74 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakataŋga kutuka nokupika, aciti: Handimuziʋi munhu uyu. Pakarepo joŋgwe rikarira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akatanga kuzvituka uye akapika kwavari achiti, “Murume uyu handimuzivi!” Pakarepo jongwe rakarira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akatanga kutuka nokupika, nemhiko achiti, “Handimuzivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rikakukuridza.
Shona 2009?
Zvino wakatanga kutuka nokupika \add achiti\add*: Handimuzivi munhu uyu. Pakarepo jongwe rikarira.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akatanga kutuka nokupika, nemhiko achiti, “Handimuzivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rikakukuridza.