Matthew 26:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋadzidzi ʋake ʋaciɀiʋona, ʋakafa neshuŋgu, ʋakati: Kuparadzwa kwakaɗaro kwaitirweiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vadzidzi vakati vachiona izvi, vakatsamwa uye vakati, “Kuparadza kwakadai kwaitirweiko?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadzidzi pavakazviona vakagumburwa nazvo vachiti, “Kurasa mari kudai!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vadzidzi vake vachizviona, vakafa neshungu, vakati, “Kuparadzwa kwakadaro kwaitirweiko?”
Shona 2009?
Asi vadzidzi vake vakati vachivona, vakatsamwa kwazvo vakati: kurasikirwa kwakadaro kwaitirweiko?
Shona SUB 2002 Bible
Asi vadzidzi vake vachizviona, vakafa neshungu, vakati, “Kuparadzwa kwakadaro kwaitirweiko?”