Matthew 26:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti cizoro ici ciŋgaɗai cateŋgeswa nemari zhinji, ikapiwa ʋarombo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mafuta anonhuwira angadai atengeswa nomutengo mukuru kwazvo uye mari yacho yapiwa varombo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti mafuta aya angadai atengeswa nemari yakawanda kwazvo ikapiwa kuvarombo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti mafuta awa angadai atengeswa nemari zhinji, ikapiwa varombo.”
Shona 2009?
Nokuti chizoro ichi chingadai chatengeswa nemari zhinji, ikapiwa varombo.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti mafuta awa angadai atengeswa nemari zhinji, ikapiwa varombo.”