Matthew 27:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Pirato akati kwaari: Haunzwi ɀinhu ɀizhinji ɀaʋanokupomedzera here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Pirato akamubvunza achiti, “Iwe haunzwi here uchapupu hwezvavari kukupomera izvi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Pirato akati kwaari, “Hausikunzwa here kuwanda kwezvinhu zvavari kukupomera?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Pirato akati kwaari, “Haunzwi zvinhu zvizhinji zvavanokupomedzera here?”
Shona 2009?
Zvino Pirato akati kwaari: Haunzwi zvinhu \add kuti\add* zvingani zvavanokupupurira here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Pirato akati kwaari, “Haunzwi zvinhu zvizhinji zvavanokupomedzera here?”