Matthew 27:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi haana‐kuʋapindura, kunyaŋge neshoko rimŋe cete, muɓati akashamiswa kwaɀo‐kwaɀo naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi, Jesu akaramba anyerere, akasapindura kunyange chimwe zvacho, mubati akashamiswa kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iye haana kumupindura kunyange mhosva imwechete zvayo zvokuti mutongi zvakamukatyamadza zvikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi haana kuvapindura, kunyange neshoko rimwechete, gavhuna akashamiswa kwazvo-kwazvo nazvo.
Shona 2009?
Asi haana kumupindura kunyange neshoko rimwe chete, zvokuti mambo wakashamiswa kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi haana kuvapindura, kunyangwe neshoko rimwechete, gavhuna akashamiswa kwazvo–kwazvo nazvo.