Matthew 27:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakaŋga aciziʋa kuti ʋakaŋga ʋamuisa kwaari negoɗo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti aiziva kuti vakanga vamuisa kwaari nokuda kwegodo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akadaro nokuti aiziva kuti vakanga vaturira Jesu kwaari pamusana peshanje.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akanga achiziva kuti vakanga vamuisa kwaari negodo.
Shona 2009?
Nokuti wakanga achiziva kuti vakanga vamuisa kwaari negodo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akanga achiziva kuti vakanga vamuisa kwaari negodo.