Matthew 27:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakamusuŋga, ʋakaenda naye, ʋakamuisa kunaPirato, muɓati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakamusunga, vakaenda naye vakandomuisa kuna Pirato uyo aiva mubati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakamusunga ndokuenda naye vakandomuturira kuno mutongi Pirato.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakamusunga, vakaenda naye, vakamuisa kuna Pirato, aiva gavhuna.
Shona 2009?
Vakati vamusunga vakaendesa kuna Pondiyo Pirato mubati.
Shona SUB 2002 Bible
vakamusunga, vakaenda naye, vakamuisa kuna Pirato, aiva gavhuna.