Matthew 27:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaprista ʋakuru naʋakuru ʋakagombedzera ʋanhu ʋazhinji kuti ʋakumbire Barabasi, Jesu aʋurawe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vaprista vakuru navakuru vavanhu vakakurudzira vanhu vazhinji kuti vakumbire Bharabhasi uye kuti Jesu aurayiwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi vakuru navakuru — vakuru vakagombedzera vanhu kuti vakumbire Bharabhasi asi Jesu aparadzwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vapristi vakuru navakuru vakagombedzera vanhu vazhinji kuti vakumbire Bharabhasi, Jesu aurawe.
Shona 2009?
Asi vaprista vakuru navakuru vakagombedzera chaunga kuti vakumbire Bharabhasi, Jesu aparadzwe.
Shona SUB 2002 Bible
Vapristi vakuru navakuru vakagombedzera vanhu vazhinji kuti vakumbire Bharabhasi, Jesu aurawe.