Matthew 27:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muɓati akapindura, akati kwaʋari: Munoɗa kuti ndikusunuŋgurirei aniko kunaiʋaʋo ʋaʋiri? Ʋakati: Barabasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mubati akabvunza akati, “Ndoupi pavaviri ava wamunoda kuti ndikusunungurirei?” Vakapindura vakati, “Bharabhasi!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutongi akatizve kwavari, “Pavaviri ava ndiani wamunoda kuti ndikusunungurirei?” Ivo vakati, “Bharabhasi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Gavhuna akapindura, akati kwavari, “Munoda kuti ndikusunungurirei aniko kuna ivavo vaviri?” Vakati, “Bharabhasi.”
Shona 2009?
Mubati akapindura akati kwavari: Ndoupiko pavaviri wamunoda kuti ndikusunungurirei? Vakati: Bharabhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Gavhuna akapindura, akati kwavari, “Munoda kuti ndikusunungurirei aniko kuna ivavo vaviri?” Vakati, “Bharabhasi.”