Matthew 27:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akaʋasunuŋgurira Barabasi, asi Jesu wakamuroʋesa kwaɀo, akamuisa kwaʋari, kuti aroʋerwe pamucinjikwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akavasunungurira Bharabhasi, asi akaita kuti Jesu arohwe, uye akamupa kwavari kuti arovererwe pamuchinjikwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavasunungurira Bharabhasi. Asi ndokurova Jesu zvikuru akamuturira mumaoko avo kuti vamuroverere pamuchinjikwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akavasunungurira Bharabhasi, asi Jesu akamurovesa kwazvo, akamuisa kwavari, kuti aroverwe pamuchinjikwa.
Shona 2009?
Zvino akavasunungurira Bharabhasi, asi wakati arova Jesu, aka\add mu\add*kumikidza kwavari kuti aroverwe pamuchinjikwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akavasunungurira Bharabhasi, asi Jesu akamurovesa kwazvo, akamuisa kwavari, kuti aroverwe pamuchinjikwa.