Matthew 27:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakamupa waini yakaveŋganiswa nenduru, kuti anwe; asi wakati araʋira, akaramba kunwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakapa Jesu waini yakasanganiswa nenduru, kuti anwe, asi akati airavira akaramba kuinwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakamupa waini yakasanganiswa nenduru kuti anwe. Paakairavira akaramba kuinwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakamupa waini yakavhenganiswa nenduru, kuti anwe; asi akati aravira, akaramba kunwa.
Shona 2009?
Vakamupa vhiniga yakavhenganiswa nenduru kuti amwe asi wakati aravira akaramba kumwa.
Shona SUB 2002 Bible
vakamupa waini yakavhenganiswa nenduru, kuti anwe; asi akati aravira, akaramba kunwa.