Matthew 27:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaciti: Iwe wokuputsa tembere, nokuiʋaka ɀe namazuʋa matatu, ciɀiponesa. Kana uri Mŋanakomana waMŋari, ɓuruka pamucinjikwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vachiti, “Iwe uri kuzoputsa temberi uchizoivakazve mumazuva matatu, chizviponesa! Buruka pamuchinjikwa kana uri Mwanakomana waMwari!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
musoro vachiti, “Ndiweka unogona kuputsa Temberi uchiivaka namazuva matatu, chizviponeseka kana uri Mwanakomana waMwari buruka pamuchinjikwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachiti, “Iwe wokuputsa temberi, nokuivakazve namazuva matatu, chizviponesa. Kana uri Mwanakomana waMwari, buruka pamuchinjikwa.”
Shona 2009?
vachiti: Iwe wokuputsa tembere noku\add i\add*vakazve namazuva matatu, zviponese; kana uri Mwanakomana waMwari, buruka pamuchinjikwa.
Shona SUB 2002 Bible
vachiti, “Iwe wokuputsa temberi, nokuivakazve namazuva matatu, chizviponesa. Kana uri Mwanakomana waMwari, buruka pamuchinjikwa.”