Matthew 27:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Waiʋimba naMŋari; ŋgaacimusunuŋgura ɀino pamucinjikwa, kana acimuɗa; nokuti wakati: Ndiri Mŋanakomana waMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anovimba naMwari ngaachimununura iye zvino kana achimuda, nokuti akati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anovimba naMwari. Ko iye Mwari ngaachimuponesaka kana achimuda nokuti akati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Aivimba naMwari; ngaachimusunungura zvino pamuchinjikwa, kana achimuda; nokuti akati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari.’ ”
Shona 2009?
Waivimba naMwari; ngaachimusunungura zvino kana achimuda. Nokuti wakati ndiri Mwanakomana waMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Aivimba naMwari; ngaachimusunungura zvino pamuchinjikwa, kana achimuda; nokuti akati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari.’ ”