Matthew 27:45 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kubva paŋguʋa yecitanhatu kuȿikira paŋguʋa yepfumbamŋe, rima rakaʋa’po panyika yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva panguva yechitanhatu kusvika panguva yepfumbamwe rima rakavapo panyika yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kubvira paawa yegumi nechipiri, masikati nyika yose yakati rima tiba kusvikira paawa yechitatu masikati.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kubva panguva yechitanhatu kusvikira panguva yepfumbamwe, rima rakavapo panyika yose.
Shona 2009?
Zvino kubva paora rechitanhatu rima rakavapo panyika yose kusvikira paora repfumbamwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kubva panguva yechitanhatu kusvikira panguva yepfumbamwe, rima rakavapo panyika yose.