Matthew 27:49 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋamŋe ʋakati: Regai, timboʋona kana Eria acizoʋuya kumuponesa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vakati, “Zvino musiyei ari oga. Regai tione kana Eria achiuya kuzomuponesa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vamwe vakati, “Mirai tione kuti Eriya achauya kuzomuponesa here.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vamwe vakati, “Regai, timboona kana Eria achizouya kumuponesa.”
Shona 2009?
Asi vamwe vakati: Regai timbovona kana Eria achivuya kuzomuponesa.
Shona SUB 2002 Bible
Vamwe vakati, “Regai, timboona kana Eriya achizouya kumuponesa.”