Matthew 27:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akakandira pasi masirveri mutembere; akabva, akaenda ndokuɀisuŋgirira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Judhasi akakanda mari iya mutemberi akabva akaenda akandozvisungirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Judhasi akakanda mari iya yesirivha muTemberi akabva aenda ondozvisungirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akakandira pasi mari iya mutemberi; akabva, akaenda ndokuzvisungira.
Shona 2009?
Akakandira pasi masirivheri mutembere, akabva akaenda akandozvisungirira.
Shona SUB 2002 Bible
Akakandira pasi mari iya mutemberi; akabva, akaenda ndokuzvisungirira.