Matthew 27:50 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu akaɗanidzira ɀe nenzwi guru, akarega mŋeya wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Jesu akati adanidzira nenzwi guru, akabudisa mweya wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akadaidzira zvakare nezwi guru ndokubva afa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akadanidzirazve nezwi guru, ndokubva afa.
Shona 2009?
Zvino Jesu akadanidzirazve nenzwi guru akabudisa mweya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akadanidzirazve nezwi guru, ndokubva afa.