Matthew 27:58 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaenda kunaPirato, akakumbira mutumbu waJesu. Pirato akaraira kuti apiwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaenda kuna Pirato akandokumbira mutumbi waJesu, uye Pirato akarayira kuti aupiwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akati ngachipiwe kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akaenda kuna Pirato, akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akarayira kuti apiwe.
Shona 2009?
Akaenda kunaPirato akakumbira mutumbi waJesu. Pirato akaraira kuti agamuchidzwe mutumbi.
Shona SUB 2002 Bible
akaenda kuna Pirato, akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akarayira kuti apiwe.