Matthew 27:59 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Josefa akatora mutumbu, akauputira nomuceka mucena,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa akatora mutumbi akauputira nomucheka wakachena,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akatora chitunha ndokuchiputira mufuko rakachena.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Josefa akatora chitunha, akachiputira nomucheka muchena,
Shona 2009?
Josefa wakati atora mutumbi, akauputira nomucheka werineni wakachena.
Shona SUB 2002 Bible
Josefa akatora chitunha, akachiputira nomucheka muchena,