Matthew 27:62 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Fume maŋgwana — ndiro zuʋa raiteʋera zuʋa roKugadzirira — ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakaʋuŋgana kunaPirato,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zuva rakatevera, iro rakatevera Zuva roKugadzirira, vaprista vakuru navaFarisi vakaenda kuna Pirato.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ramangwana racho, ndiro zuva romushure mezuva rokugadzirira Sabata, vapristi vakuru navaFarisei vakaungana kuna Pirato vakati,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Fume mangwana ndiro zuva raitevera zuva roKugadzirira vapristi vakuru navaFarisi vakaungana kuna Pirato,
Shona 2009?
Nezuva raitevera ndiro zuva raitevera zuva rokugadzirira, vaprista vakuru navaFarisi vakavungana kunaPirato,
Shona SUB 2002 Bible
Fume mangwana ndiro zuva raitevera zuva roKugadzirira vapristi vakuru naVaFarisi vakaungana kuna Pirato,