Matthew 27:66 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaenda, ʋakandoceŋgeta bgiro, ʋakaisa ciratidzo cokusimbisa pabge, ʋarindi ʋanaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakaenda vakandoita kuti richengetedzwe nokuisa chisimbiso pabwe, uye nokuisa varindi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo vakaenda vakanyatsochengetedza guva iroro vakaisa micherechedzo padombo iroro wokuti harina kubatwa — batwa nomunhu ndokuisa vokupachengetedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaenda, vakandochengeta bwiro, vakaisa chinamatidzo chokusimbisa pabwe.
Shona 2009?
Vakaenda, vakandochengeta hwiro, vakaisa chiratidzo chokusimbisa pabwe, vakaisa varindi.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaenda, vakandochengeta hwiro, vakaisa chinamatidzo chokusimbisa pabwe.