Matthew 27:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ɀakarebga nomuprofita Jeremia ɀakaitika, ɀinoti: Ʋakatora masirveri anamakumi matatu, Muteŋgo waiye wakatarirwa muteŋgo, Uyo wakatarwa naʋana ʋaIsraeri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo zvakabva zvazadziswa zvakataurwa nomuprofita Jeremia zvinoti, “Vakatora makumi matatu esirivha, mutengo waakatengeswa nawo navanhu veIsraeri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pakazadzikiswa zvakataurwa nomuporofita Jeremiya achiti, “Vakatora mari yesirivha makumi matatu waiva mutengo wakatemwa navaIsiraeri wokumutenga nawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino zvakarehwa nomuporofita Jeremiya zvakaitika, zvinoti: “Vakatora mari yesirivha makumi matatu, Mutengo womunhu aitengeswa, Wakatarwa navana vaIsiraeri;
Shona 2009?
Zvino zvakazadziswa zvakarehwa naJeremiya muporofita achiti: Vakatora makobiri esirivheri anamakumi, matatu, mutengo waiye wakatarirwa mutengo iye navana vaIsiraeri wavakatarira mutengo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino zvakarehwa nomuporofita Jeremiya zvakaitika, zvinoti: “Vakatora mari yesirivha makumi matatu, Mutengo womunhu aitengeswa, Wakatarwa navana VaIsiraeri;