Matthew 28:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaciri munzira, ʋamŋe ʋarindi ʋakaȿika muguta, ʋakaʋudza ʋaprista ʋakuru ɀose ɀakaitwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakadzi vaya vachiri munzira, vamwe vevarindi vakaenda muguta vakandotaurira vaprista vakuru zvose zvakanga zvaitika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzimai aya pavakanga vachienda, mamwe mapurisa aya akaenda muguta akataurira vapristi vakuru zvose zvakanga zvaitika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vachiri munzira, vamwe vagariri vakasvika muguta, vakaudza vapristi vakuru zvose zvakaitwa.
Shona 2009?
Zvino vachiri munzira, tarira, vamwe varindi vakasvika muguta, vakapira vaprista vakuru zvose zvakaitwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vachiri munzira, vamwe vagariri vakasvika muguta, vakaudza vapristi vakuru zvose zvakaitwa.