Matthew 28:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ɀikanzwika nomuɓati, ticamutendisa, imi murege kusundirwa mhoȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana chiziviso ichi chikasvika munzeve dzomubati, isu tichaita kuti agutsikane uye imi musawira mudambudziko.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi zvikanzwika munzeve dzagavhuna, isu ndisu tichapedzerana naye kuti murege kuva nechinokutambudzai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana zvikanzwika nagavhuna, tichamutendisa, imi murege kusundirwa mhosva.”
Shona 2009?
Kana zvikazikamwa nomubati tichamunyengerera, Tikudzivirirei \add pamhoswa\add*
Shona SUB 2002 Bible
Kana zvikanzwika nagavhuna, tichamugutsa, imi murege kusundirwa mhosva.”