Matthew 28:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jesu wakaȿika, akataura kwaʋari, akati: Ndakapiwa simba rose kuɗeŋga napanyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu akasvika pavari akati, “Simba rose kudenga napanyika rakapiwa kwandiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akauya akati kwavari, “Simba rose pasi nokudenga rakapiwa kwandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jesu akasvika, akataura kwavari, akati, “Ndakapiwa simba rose kudenga napanyika.
Shona 2009?
Ipapo Jesu wakasvika akataura kwavari, akati: Simba rose rakapiwa kwandiri kudenga napanyika.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jesu akasvika, akataura kwavari, akati, “Ndakapiwa simba rose kudenga napanyika.