Matthew 28:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
muʋadzidzise kuceŋgeta ɀose ɀandakakurairai imi; tarirai, ndinemi mazuʋa ose, kuȿikira pakuguma kwenyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye muchivadzidzisa kuti vachengete zvose zvandakakurayirai. Uye zvechokwadi ndinemi kusvikira pakuguma kwenyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
muchivadzidzisa kuchengeta zvose zvandakuudzai. Uye tarisai muone, ndinemi nguva dzose kusvikira kuguma kwapasi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
muvadzidzise kuchengeta zvose zvandakakurairai tarirai, ndinemi mazuva ose, kusvikira pakuguma kwenyika.”
Shona 2009?
Muvadzidzise kuchengeta zvose zvandakakurairai imwi; zvino tarirai ndinemwi mazuva ose, kusvikira pakuguma kwenyika. Ameni.
Shona SUB 2002 Bible
muvadzidzise kuchengeta zvose zvandakakurairai tarirai, ndinemi mazuva ose, kusvikira pakuguma kwenyika.”