Matthew 28:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuʋonekwa kwake kwakaŋga kwakaita semheni, neɀokufuka ɀake ɀaiʋa ɀicena secando.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuonekwa kwake kwakanga kwakaita semheni uye nguo dzake dzakanga dzakachena sechando.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aitarisika semheni, hanzu dzake dzakachena kuti mbuu samazaya echando.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuonekwa kwake kwakanga kwakaita semheni, nezvokufuka zvake zvaiva zvichena sechando.
Shona 2009?
Kuvonekwa kwake kwakanga kwakaita semheni nezvokufuka zvake zvichena semagada echando.
Shona SUB 2002 Bible
Kuonekwa kwake kwakanga kwakaita semheni, nezvokufuka zvake zvaiva zvichena sechando.