Matthew 28:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakakurumidza kubva pabgiro, ʋacitya nokufara ɀikuru, ʋakamhanyira kundoʋudza ʋadzidzi ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakadzi ava vakakurumidza kubva paguva vachitya asi vakazadzwa nomufaro, uye vakamhanya kundoudza vadzidzi vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro vakabva paguva nokukurumidza zvabatana nokutya nokufara kukuru. Vakamhanya kundoudza vadzidzi vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakakurumidza kubva pabwiro, vachitya nokufara zvikuru, vakamhanyira kundoudza vadzidzi vake.
Shona 2009?
Zvino vakakurumidza kubva pabwiro vachitya nomufaro mukuru. Vakamhanyira kunovudza vadzidzi vake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakakurumidza kubva pahwiro, vachitya nokufara zvikuru, vakamhanyira kundoudza vadzidzi vake.

Recommended Reading