Matthew 28:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tarira, Jesu wakasoŋgana naʋo, akati: Kwaziwai! Ʋakaʋuya, ʋakaɓata tsoka dzake, ʋakamunamata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakarepo Jesu akasangana navo, akati, “Kwaziwai.” Vakauya kwaari vakabata tsoka dzake uye vakamunamata.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akabva asangana navo akati, “Kwaziwai” ivo vakauya kwaari vakabata tsoka dzake vachimugwadamira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tarira, Jesu akasangana navo, akati, “Kwaziwai!” Vakauya, vakabata tsoka dzake, vakamupfugamira.
Shona 2009?
Zvino vakati vachindovudza vadzidzi vake, tarira, Jesu wakasongana navo, akati: Hekanhi waro! Vakavuya vakabata tsoka dzake vakamunamata.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tarira, Jesu akasangana navo, akati, “Kwaziwai!” Vakauya, vakabata tsoka dzake, vakamupfugamira.