Matthew 3:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Namazuʋa iwayo Johane mubapatidzi wakaʋuya aciparidza parenje reJudea, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumazuva iwayo Johani Mubhabhatidzi akauya achiparidza murenje reJudhea,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamazuva iwayo kwakauya Johani Muombeki achiparidza murenje reJudhea achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Namazuva iwayo Johani Mubhabhatidzi akauya achiparidza murenje reJudhea, achiti,
Shona 2009?
Pamazuva iwayo kwakauya Johwani Mubhabhatidzi, achiparidza murenje reJudhiya,
Shona SUB 2002 Bible
Namazuva iwayo Johani Mubhabhatidzi akauya achiparidza murenje reJudhiya, achiti,