Matthew 3:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Johane wakaidza kumudziʋisa, akati: Ndini ndinofanira kubapatidzwa nemi, ko moʋuya kwandiri sei?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Johani akaedza kumudzivisa achiti, “Ini ndini ndinotofanira kubhabhatidzwa nemi, imi mouya sei kwandiri?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Johani aida kumurambidza achiti, “Ini ndini ndinofanira kuombekwa nemi. Zvino imi ndimi mouya kwandiri here?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Johani akaedza kumudzivisa, akati, “Ndini ndinofanira kubhabhatidzwa nemi, ko mouya kwandiri sei?”
Shona 2009?
Asi Johwani wakamudzivisa achiti: Ndini ndinofanira kubhabhatidzwa nemwi, asi movuya kwandiri \add sei\add*?
Shona SUB 2002 Bible
Asi Johani akaedza kumudzivisa, akati, “Ndini ndinofanira kubhabhatidzwa nemi, ko mouya kwandiri sei?”