Matthew 3:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tarira, inzwi rakabva kuɗeŋga, riciti: Uyu ndiye Mŋanakomana waŋgu unoɗikanwa, wandinofarira!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inzwi rakabva kudenga richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wandinoda, wandinofarira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wapamwoyo anondifadza zvikuru.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tarira, izwi rakabva kudenga, richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu mudiwa, wandinofarira!”
Shona 2009?
Zvino tarira inzwi rakabva kudenga richiti: Uyu ndiye Mwanakomana wangu unodikamwa, wandinofadzwa naye kwazvo!
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tarira, izwi rakabva kudenga, richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu anodikanwa, ndinofadzwa naye!”