Matthew 4:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika yeZaburoni, nenyika yeNeftarimi, Panzira yeguŋgwa, mhiri kwaJoridani, Garirea raʋahedeni;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nyika yeZebhuruni nenyika yeNafutari, nzira inoenda kugungwa, ichitevedza Jorodhani, Garirea ravaHedheni,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iwe nyika yeZabhuroni newe nenyika yeNafutari iri pedyo negungwa mhiri kwaJorodhani, Garirea yevechirudzi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nyika yeZabhuroni, nenyika yeNafitari, Panzira yegungwa, mhiri kwaJorodhani, Gariria ravahedheni;
Shona 2009?
Nyika yeZebhuroni nenyika yeNefitarimi, \add pa\add*nzira yegungwa, mhiri kwaJoridhani, Gariri ravahedheni.
Shona SUB 2002 Bible
“Nyika yeZabhuroni, nenyika yeNafitari, Panzira yegungwa, mhiri kwaJodhani, Gareriya ravahedheni;