Matthew 4:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaari: Kwakanyorwa ʋo: Usaidza Ishe, Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akamupindura akati, “Kwakanyorwawo kuchinzi, ‘Usaedza Ishe Mwari wako.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Zvakanyorwazve kuti, ‘Usaedze Tenzi Mwari wako.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwaari, “Kwakanyorwawo, ‘Usaedza Ishe, Mwari wako.’ ”
Shona 2009?
Jesu akati kwaari: Kwakanyorwavo, usaidza Ishe Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwaari, “Kwakanyorwawo, ‘Usaedza Ishe, Mwari wako.’ ”