Matthew 4:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kwaari: Iɀi ɀose ndicakupa, kana ukawira pasi ukandinamata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akati, “Zvose izvi ndichakupa kana ukandikotamira uye ukandinamata.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Satani akati kwaari, “Zvose izvi ndinokupa kana ukati pasi gwadagwa uchindinamata.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kwaari, “Izvi zvose ndichakupa, kana ukawira pasi ukandipfugamira.”
Shona 2009?
Akati kwaari: Izvi zvose ndichapa kwauri kana ukawira pasi ukandinamata.
Shona SUB 2002 Bible
akati kwaari, “Izvi zvose ndichakupa, kana ukawira pasi ukandipfugamira.”