Matthew 5:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati aciʋona ʋanhu ʋazhinji, akakwira mugomo; akagara pasi, ʋadzidzi ʋake ʋakasweɗera kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino akati aona vanhu vazhinji, akakwira mugomo uye akagara pasi. Vadzidzi vake vakauya kwaari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati achiona gurusvusvu riya ravanhu akakwira mugomo. Paakagara pasi vadzidzi vake vakauya kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati achiona vanhu vazhinji, akakwira mugomo; akagara pasi, vadzidzi vake vakaswedera kwaari.
Shona 2009?
Zvino wakati achivona chaunga, akakwira mugomo, zvino wakati agara pasi, vadzidzi vake vakauya kwaari;
Shona SUB 2002 Bible
Akati achiona vanhu vazhinji, akakwira mugomo; akagara pasi, vadzidzi vake vakaswedera kwaari.