Matthew 5:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomŋenje haʋaŋgautuŋgidzi, ʋakauisa pasi peɗeŋgu, asi pacigadziko, uvenekere ʋose ʋari mumba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vanhu havangatungidzi mwenje vagouisa pasi pedengu. Asi kutoti vanouisa pachigadziko kuti uvhenekere vose vari mumba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu havatungidzi mwenje vachiukwidibira nedengu asi kuti vanotouisa pachigadzikiro chomwenje uchivhenekera vose vari mumbamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nomwenje havangautungidzi, vakauisa pasi pedengu, asi pachigadziko, uvhenekere vose vari mumba.
Shona 2009?
nomwenje havangautungidzi, vakauisa pasi pedengu, asi pachigadziko chemwenje, uvhenekere vose vari mumba.
Shona SUB 2002 Bible
Nomwenje havangautungidzi, vakauisa pasi pedengu, asi pachigadziko, uvhenekere vose vari mumba.