Matthew 5:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musafuŋga kuti ndakaʋuya kuparadza murairo kana ʋaprofita: Handina‐kuʋuya kuparadza, asi kuzadzisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Musafunga kuti ndakauya kuzoparadza Murayiro kana Vaprofita; handina kuuya kuzozviparadza asi kuzozvizadzisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Regai kumbofunga zvenyu kuti ndakauya kuzoparadza mutemo kana vaporofita. Handina kuuya kuzozviparadza, asi kuzozvizadzisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Musafunga kuti ndakauya kuparadza murayiro kana vaporofita, handina kuuya kuzoparadza, asi kuzadzisa.
Shona 2009?
Musafunga kuti ndavuya kuzoparadza murairo, kana vaporofita; handina kuvuya kuzoparadza, asi kuzozadzisa.
Shona SUB 2002 Bible
“Musafunga kuti ndakauya kuparadza murairo kana vaporofita, handina kuuya kuzoparadza, asi kuzadzisa.